TRUCE Apparel ZW

TRUCE Apparel ZW TRUCE Apparel is a powerful creative fashion house that designs, tailor make and sells unique wear

18/01/2024

Cprincesontv
Zim Social Updates
Nashtvzimbabwe

Dear Holy ten

My name is Cleo zw . Inini ndiri upcoming socialite bt listen few words dzandiri kuda kumbokurukura nezvazvo about u

Holy chipo chekuishaira unacho hako n hapana imba isingaridzwe music yako because unodiwa nevanhu . We know hedu kuti hip hop ndoomagariro Ayo mumwe anorira nezita remumwe asi chimbomira kuzvitutumadza kuti ndini baba vemusic wy ndirikudaro because kupera hakupi warning wangu

Unogona kungomuka zvinhu zvese zvakachinja zvakasunama so chimbomira kutsoropodza vamwe vaimbi sekuti "dakumupedza " u know kuti the moment yaunoti dakumupedza iye anogona kuzotorira kukudarika zvekuti wega unozotozviita benzi so in music industry ita Mari yako eakanyarara wangu . We know kuti tarenda riripo chimbomira kuzvifonera

Bitterness haizodewo munhu wemurume kuti Biggie achidiwa nevanhu so ndikuda kumupedza usaite iyoyo . Chinhu 1 chinondinetsa pese paunodaidzwa Kuma prodcast hautadzi kutaura vanhu 2 or 3 heeeeee ndini ndakazoita kuti adai . You suppose to know kuti unogona kutobatsira munhu avanetunhu twake mukufamba kwenguva munhu uya wawakabatsira atokudarika by far . So don't judge vanhu

Tine ma artist akatosimudzigwa nemamwe ma artist but hatimbinzwe nezvazvo meaning kuti iwewe unoda kunzi unogona kusimudzira sterek

Be humble bro chill . Ita Mari wakanyarara chte

CLEO ZW

01/12/2023
For all your bikini wear $5 Drop by our shop at 15 Julius Nyerere (pabello) room 30 upstairs call or App 0777528663
06/09/2023

For all your bikini wear $5
Drop by our shop at 15 Julius Nyerere (pabello) room 30 upstairs call or App 0777528663

Address

15 Julie Nyerere (pabello ) Upstairs Room 3o
Braeside

Opening Hours

Monday 09:00 - 18:00
Tuesday 09:00 - 18:00
Wednesday 09:00 - 18:00
Thursday 09:00 - 18:00
Friday 09:00 - 18:00
Saturday 09:00 - 18:00

Telephone

+263777528663

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when TRUCE Apparel ZW posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share