03/09/2025
⚠️⚠️⚠️⚠️⚠️
Good morning guys chenjedzo kuno kuBudiriro Saturday kakwauya mumwe muface ndokunganidza vana vecommunity achiti anodzidzidza karate for free at a nearby ground vana vakauya vakawanda ranged to 50 kids,akavaitisa karate ne kungfu for 3 hrs akati modzoka monday toendera mberi, vana vakauya monday vawedzera to 65 kids akavaitisa again 3 hrs ,akavaudza vana k*ti huyai again on Tuesday kureva nezuro 02/09/25 vakanzi munhu wese mangwana ngauye ne foni toda k*tora ma video amunozo taridza vabereki zvamurikuita ,vasina fone ngavapiwe nevabereki or hama.Vana vano svika kuma 70kids vakauya nema fone vashoma ndovasina kuya nadzo,vakatanga k*tora ma video ,vapedza vakanzi mwana wese isa fone mu bag iro tidzokere kubasa,fone dzese dzakaiswa kubag ra Karate master or karataker vana vakanoisa mafone kubag,akatanga kuvadzidzisa karate semazuva ese ,karate master akadaidza mwana one k*ti amboitisa iye achiona k*ti vakugona here ,vana va varairwa karate master vakatora bag ndokupinda muchimota change chauya ndokurova pasi nema fone ese,vana pavakapedza vakaona bag rine ma fone risisipo karate master varova pasi,vakamira kwe 5hrs vachiti achadzoka ,vakazona k*ti vabirwa ndokunoudza vabereki ,ndokuzoenda ku police,matsotsi ayipa