Madzimai Rumbi

Madzimai Rumbi Self motivated

19/10/2025

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Ismile Kazi, Wa Lau

Pafooting bhiridha akati ndoda 6bags dzefooting zvisinei takaita sekudaro .Ndakange ndave nekahappiness mandiri kuti nda...
21/08/2025

Pafooting bhiridha akati ndoda 6bags dzefooting zvisinei takaita sekudaro .Ndakange ndave nekahappiness mandiri kuti ndavekuzogara mumansion mangu .This is real guys handei .Ndichaposter kusvika yanopera ndichikuudzai every stage zvaive zvakarema.T for titende

Takange taita nguva yakareba tichigara kusouthafrica .Takaronga nababa kuti chimari chatawana ichi 1 wedu anoenda kuzim ...
21/08/2025

Takange taita nguva yakareba tichigara kusouthafrica .Takaronga nababa kuti chimari chatawana ichi 1 wedu anoenda kuzim tonovaka since taive tatenga stand.Zvadaro ndakaenda nevana vangu kumusha tikatsvaga bhiridha akati imba yamukuda 5rooms ndoda 12 000 zvidhinha since ndaive ndati ndoda double wall so takaforomesa standard.Tapedza kudaro foundation yakacherwa bhiridha akati anoda 50$.

20/08/2025
Pachivi apo ward 8 mungatidii
20/08/2025

Pachivi apo ward 8 mungatidii

29/07/2025

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Thembi J Sithole, Rehluts Shylin

Place yr orders
07/07/2025

Place yr orders

Address

Masunda North Primary School
Masvingo

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Madzimai Rumbi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share