Quality Bales Zimbabwe

Quality Bales Zimbabwe Makadiii hama dzadiwa kumativimana enyika kwamuri. Ndauya neMABHERO EMBATYA nemutengo yakaderera zvikuru.

Tinohodhesa mafull sealed bales uye tine mamwe maHalf bales zvakare vangade kuziva zvizere makasununguka kundibata pa +263776829520 TINOHODHOSA MASEALED BALES _(MABHERO EHEMBE���)_ QUALITY, TICHIKUUNZIRA BHERO RAKO PAMBA PAKO MAHARA WOBHADHARA BHERO RAKO WARIONA WAGUTSIKANA

01/05/2026

Bhero remaSOCKS ⭐⭐ +263776829520
Iri ndiro rimwe rinofamba.. munenge mune 1000+ pairs maSocks aya anenge akanakisa chero ukamaita ma1us per pair unenge une profit yakawandisa
NUMBER 1 RACHO $320US
NUMBER 2 RACHO $280US
Mr Mike wemabhero free delivery and payment no delivery .. Harare

24/04/2026

ADULTS BOMBER / ANORAK JACKETS GRADE A⭐ +263776829520

*NUMBER 1 RACHO $250US
*NUMBER 2 RACHO $220US
Anosiyana maprices nekuda kweQuality

ukatora grade A racho nechando ichi unofa nemari and unenge wagona pabusiness iri this winter season.. RINENGE RINE MAJACKETS EVARUME NEEVAKADZI UYE NEMAMWE MAUNSEX ZVAKARE.. SO TORAI BHERO IRI MUITE MARI THIS WINTER SEASON

Mr Mike wemabhero free delivery and payment no delivery .. Harare

16/04/2026

🧥 KIDS ANORAK JACKETS GRADE A⭐
quality confirmed KIDS JACKETS RAKANAKISA UYEZVE NECHANDO CHASVIKA ICHI UNOITA MARI NEKUTI ALMOST MUNHU WESE ARI KUGADZIRIRA CHANDO ICHI
Iri bhero remaJackects evana rinofamba uye rinosimudza ,rinobuda majackets 100+ ese anenge akanakisa..first 50 unomaita ma5us and mamwe 50 womaita ma4us
NUMBER 1 RACHO $280US
NUMBER 2 RACHO $260US
INBOX or CALL ME +263776829520. DELIVERY IS FOR FREE AND YOU PAY ON DELIVERY...Mr Mike vane huchi nemukaka yemabhero

*ITA MARI NEMABHERO👕👚👖👗... Wauya MUKOTO WEMABHERO EHEMBE🛑**TINOHODHESA MASEALED BALES _(MABHERO EHEMBE👖👗👕)_ QUALITY, TIC...
01/04/2026

*ITA MARI NEMABHERO👕👚👖👗... Wauya MUKOTO WEMABHERO EHEMBE🛑*

*TINOHODHESA MASEALED BALES _(MABHERO EHEMBE👖👗👕)_ QUALITY, TICHIKUUNZIRA BHERO PAMBA PAKO MAHARA WOBHADHARA BHERO WARIONA WAGUTSIKANA*

*_Call or whatsapp : +263776829520_*

*_MABHERO ANE QUALITY ne QUANTITY ANODZORA MARI YAKO YAWAHODHESA NEPROFIT PAMUSORO_*

1️⃣ *Transport mahara kusvika kwamuri*
2️⃣ *Bhero rinobhadharwa on delivery rasvika kwamuri*
3️⃣ *UKatenga 3mabhero zvichikwira tokupa discount*

👑 *WELCOME TO THE SEASON YEMABHERO*
*Mukana Ndiwoyu Kutanga Now Kusvika End Of Winter Season Mabhero Anenge Achifamba Zvokuti🤩Kuvhura Bhero is Now A Money Printing Machine This Time Around*

_🧣Shandisai mukana_

*JOIN OUR WHATSAPP GROUP*
https://chat.whatsapp.com/LdZmMRU73e65qBfLTUJPcP

01/04/2026

Keep us busy🔥 Winter time is the best time to make money with bales 💯😀
#1 winter bales available

*To press your orders send*
1.number for calls👍🏿
2.direct home adress🛖
3.type of bale👕🧥
4.day you need 💯

*Free delivery anywhere in Zimbabwe you pay on delivery 🇿🇼*

HURRY 💸HURRY 💱HURRY

*MASHANDIRO ANDINOITA:*

1... NONDIUDZA BHERO RAUNODA NEKWAUNOGARA UYE NEKUTI UNORIDA MUSI WECHINGANI

2.... INI NDINOUYA NEBHERO KWAUNOGARA MARI YE TRANSPORT HAUBHADHARE

3... BHERO RASVIKA UNOTENDERWA KUTANGA WAONA KUTI ORDER YAKO NDIYO HERE USATI WABHADHARA

4..... KANA WAGUTSIKANA NE ORDER YAKO WOZOBHADHARA

+263776829520

MAKADII ALL CLIENTS ,CUSTOMERS AND NEW MEMBERS*INZWA UNZWE HAMA YANGU INO NDIYO NGUVA INOSIMUKA VANHU VESE VATOTENGESA M...
18/03/2026

MAKADII ALL CLIENTS ,CUSTOMERS AND NEW MEMBERS

*INZWA UNZWE HAMA YANGU INO NDIYO NGUVA INOSIMUKA VANHU VESE VATOTENGESA MABHERO, SO ZVAURI MUGROUP RINO UNE LUCKY*

_You said you will start business in January , January has passed, you Said you will do it in February , February has waved goodbye 🤣, you said you will do it in the month of March nhasi yatova 18, your procrastination will push you until 2027 and still 2027 will pass_

The best time to do business is when you are financially stable not when you are down financially.

👑 WELCOME TO THE SEASON YEMABHERO
Mukana Ndiwoyu Kutanga Now Kusvika End Of Winter Season Mabhero Anenge Achifamba Zvokuti🤩Kuvhura Bhero is Now A Money Printing Machine This Time Around*

🧣Shandisai mukana

Inbox or call for ordering +263776829520

17/03/2026

+263776829520 Bhero remaT-Shirts maRound Neck ndiro zvakare rimwe rinoita kutanga nayo kuhodha kune vese vari kuda kutanga business asi vasiri kuziva bhero rekutanga naro...rinenge rine maTshirts evarume nemamwe ma Unisex zvakare... just $280us for the best quality yacho rinozvitengesa rega

16/03/2026

We Are Still Taking Orders For Today
varikuda kuhodha bhero nhasi vari kuKadoma, Chegutu or Norton ndibate now...... As well vari in Harare ndibatei futi right now we are about to go to Dzivarasekwa and Southleapark ,Kuwadzana and also Highfields..note that delivery is for free nationwide 😊🤝
CHINHOYI AND KAROI IS READY YAKUTODA KUBUDA.. ARI KUDAWO RAKE BHERO HUYA KUINBOX NOW ... BY 5PM UNENGE UCHITOPIHWA BHERO RAKO

ALSO CHITUNGWIZA YAKUTOBUDA
Free delivery anywhere in Zimbabwe and you pay on delivery

🧣kungopa order chete ndounza🧣
Quality guranteed bales from U.K ENGLAND/AMERICA/CANADA
Call or App 0776829520

09/03/2026

👖👖JOGGER BOTTOMS
Bhero remaBottoms anenge ari 100 mubhero unogona kuzomatengesa $6each depending nepauri kutengesera ... vamwe vanomaisa mushop chaimo vomaita ma10us and 8us especially ukahodha number 1 racho
NUMBER 1 RACHO $280US
NUMBER 2 RACHO $260US
Anosiyana maprices nekuda kweQuality

transport is for free usatye ingotipa address yako touya nebhero rako kumba kwako
+263776829520

08/03/2026

MIX DRESSES that has 180+ pieces $280us and $260us* ( it is called mixed because it has both long and mini dresses or official and casual dresses) +263776829520 for ordering

🇿🇼🇿🇼🇿🇼

Address

Mupedzanhamo Flea Market
Mbare

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Quality Bales Zimbabwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Quality Bales Zimbabwe:

Share