28/10/2025
Thank you Tawaldo Bransonldo Mnangagwaldo Chivayoldo for changing my life bro 🙏🏽
You deserve ma flowers uchiri mupenyu bro , For your kind heart , besides social media those who know you personally vanopupura kuti unobatsira vakawanda.
To me it goes back kumazuva eku College ,ndiwe munhu one who could sacrifice his Turk money so that we could get chikafu , hembe & accomodation yakafanana when at most i couldn’t afford.
Then madays eku Team Bhoo haaa makatiitira zvakawanda (even though vamwe vapfana vangu vasinga taure) but today inini ndangoti ndikupe maruva ako urimupenyu.
One munhu ane chipo chekupa I believe that’s why uchiblesswa nezvakawanda nekuti ahirwadziwe 🙌🏽