15/01/2026
Double red rose πΉ
Inobatsira kugadzira masoja emuviri
πΉ zvichipa muviri simba rokuzvirapa nerokuzvidzivirira kuzvirwere zvese zvinobata masoja emuviri ( Cells) zvisati zvavapo.
*DRR inosvika pese zvapo mumuviri ichirapa maCells anenge asiri kushanda zvakanaka inoshandiswa nemazera ese kubva kuvana kusvika kuvakuru zvisina dambudziko. hairwisani nemimwe mishonga inoshandiswa pakurapa kuzvipatara haikonzeresi zvimwe zverwere zvanga zvisipo pamuviri (side effects) kunyange ikatorwa kwenguva refu.
πΉ Inoshanda sei*
inochenesa ropa kubva kutsvina dzese zvichiita kuti ropa rive nechimiro Charo chakanaka.Kana ropa rava nemumiriro wakanaka hurwere hunenge hwava kukwanisa kurwiswa kuti hubude pangava papi zvapo mumuviri . *Zvirwere zvinosanganisira zve Heart, BP, Kidney,HIV STIs ,Infertility Diabetes, Acids, Ulcers, Allergies, Liver, Cancer Backache, Gout, Athritis, Epilepsy* nezvimwe* nokuti hurwere huzhinji hunoonekwa muropa.
Find us Shopper's City Mall
Corner First naNelson Mandela
Opposite TV Sales and Hire
Table o1
Get in touch with us 0772 957 799(Charity)
0777 220 696 (Munashe)