Golden bales

Golden bales Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Golden bales, Baby & children's clothing store, Mbare Harare, Harare.

Makadini makadini varungu ndimi mune yese Huyai muhodhe bhero renyu rakanaka risingape stress pakutengesa rinodaidza ma ...
07/11/2022

Makadini makadini varungu ndimi mune yese

Huyai muhodhe bhero renyu rakanaka risingape stress pakutengesa rinodaidza ma customers uye rine ma prices akaderera ,zvese tinazvo kubva ku bhutsu,hembe,ma Bedsheets, blunkets nezvimwe

sunungukai kubvunza

Chiziviso kuvatengi vebhero

-zivai kuti pamari yamunenge matenga bhero renyu ndoo pane zvee ye Transport ipapo
-tinounza bhero renyu kunzvimbo dzose dziri mu Zimbabwe
-vari mu Harare tinoita door to door delivery
-munobhadhara mari yenyu kana bhero renyu richinge rasvika
-munobvumidzwa zvakare kuvhura bhero renyu kana richinge rasvika mozobhadhara magutsikana

Contact us on 0773332321/0714928317

Makadini varungu vangu Ndinohwodhesa mabhero embatya akanakisa🧥🧣🥼👜👛winter stuff ne summer 👘👙👗👖👚Kune varikuda kutanga kan...
21/10/2022

Makadini varungu vangu Ndinohwodhesa mabhero embatya akanakisa🧥🧣🥼👜👛winter stuff ne summer 👘👙👗👖👚Kune varikuda kutanga kana vagara varimo muBusiness.

Sunungukai kundibata panumber dzinotevera

📩WhatsApp

📞 0773332321

Huya kuseri titaurirane maprices, ndikupei price list iri very competitive 💵
Ndino *Deliver free Zimbabwe yese*, ndinopa madriver akavimbika and *munobhadhara bhero rasvika mariona magutsikana*

*Varimuno muHarare l do door to door delivery
For more information call or App
📞0773332321

Address

Mbare Harare
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Golden bales posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share