Sarah bope

Sarah bope Https//www.Facebook . Com ./Sarah

30/06/2021

Passion and pain

Chapter 10

By vachihera .

Maa ...OK Steven kana musinga dananani gavabude vandorapwa kumwe" atotaura hake akatari side .

Me...plz when u become hurtless like this you my friend don't do this to me pls you are my sistertoo i beg you don't do this to me for the sake of my baby . trust me"

Her ..Steve ita action it else we break this ralaxionship.

Steven akafamba achipinda mukati ini ndokuteverawo.akasvika ndokubhisa madrip

30/06/2021

PASSION AND PAIN

Chapter 9

By vachihera

Sadza rakaramba kudzika but stellar waidya fast kunge munhu ane week rose asina kudya. Achipedza akasundidzira plate ndokuwira pamakumbo angu ndokutanga kubuditsa vhuro mumuromo.ndakatarisa baba vacho vatotarisa side zvavo.

Ndatakura mwanangu ndokuisa mumota.kumavillage kwasava kure netown ndakabva ndafunga kumhanya pa private hospital pemukomana waMaa ndomunhu one wandavimba.

Ndakamutsa mota ndaimhanyisa mota speed yandisina kumbofamba nhayo .

Kuruza mwana wangu no God help shot?! Ndafunga zvakanyanya ndaive ndorovera pagonyeti but ndakanzvenga fast.

Ndasarirwa about 1km kuti ndisvike ndopandaka receiver foni from baba stellar.

Me....ehh.

Him.....nxa unoinda kupi nemwana iyeye uchiya ma siblings ake kunoku akafa unodya here ? Akaona chaanona asanditsvaka wanzwa .kwanzi namama usasvika kuno kubva nhasi".

Me...zvoga here .or some more"

Him...another thing its about divorce "

Me..OK anditsvaki mbwa inenge iwe wanzwa kana afa anovingwa nemabhanditi .muroyi wenhu anouraya ropa risina mhosva .kuna mai vako ndine mashoko mashomanani. Kana wangu akafa vachaona one side of me .muroyi wenhu mbwa yambuya inorasa chirimuri moruoko ichida kuombera better ararame "

Ndakata foni nekuti ndaive ndazara neshungu ndaizoita zvimwe .

Ndakasvika clinic ndikaona mota yasteven ichitobuda .ndakamisa mota ndokutomufonera .

Me...steven( maa's boyfriend) i need you help my baby plz ndiri pa surgery yako plz plz"

Him...wait ndiripo"

Pasi time ndakaona achisvika ndaive ndchibata baby wangu mumaoko .ndaiti ndikatarisa innocent face yemwana wangu ndainzwa kubaiwa deep down in my heart .

Steven....oh s**t follow me .what happen oh..my God .
Akadaro achitora mwana ndakasara ndotevera atova kure zvake.

After 7 hours

Mwana ndopakatanga kukosora kosora ndakamhanya kundombundira steven ndaive ndazara nemufaro .

Me...thank you Steven God bless for me .ndaive ndakutoplan kufawo thank Yu jesus ..

Oh my godness chii ichi haisi mashura with my boyfriend" ndakacheuka ndokuona ari maa.

Akawisa handbang rake pasi ndokuuya kundiba gwati chero simba rokutaura ndakarishaya .kutoshaya kuti maa aive abatwa neyi

Her....dorcas ndaisa ziva kuti ndozvauri ndosaka ichisiiwa nomurume .wotoda wangu kuti tifanane."

Steven....babe let me explain. Zvauri kufunga hazvisizvo plz babe listen to me*

Maa aive atobuda panze .tikamutevera steven akamumbura .

Steven ....trust me babe you know me hapana iripo ndaive ndiching

30/06/2021

PASSION AND PAIN

Chapter 9

By vachihera

Sadza rakaramba kudzika but stellar waidya fast kunge munhu ane week rose asina kudya. Achipedza akasundidzira plate ndokuwira pamakumbo angu ndokutanga kubuditsa vhuro mumuromo.ndakatarisa baba vacho vaitotarisa side zvavo.

Ndatakura mwanangu ndokuisa mumota.kumavillage kwasava kure netown ndakabva ndafunga kumhanya pa private hospital pemukomana waMaa ndomunhu one wandavimba.

Ndakamutsa mota ndaimhanyisa mota speed yandisina kumbofamba nhayo .

Kuruza mwana wangu no God help shot?! Ndafunga zvakanyanya ndaive ndorovera pagonyeti but ndakanzvenga fast.

Ndasarirwa about 1km kuti ndisvike ndopandaka receiver foni from baba stellar.

Me....ehh.

Him.....nxa unoinda kupi nemwana iyeye uchiya ma siblings ake kunoku akafa unodya here ? Akaona chaanona asanditsvaka wanzwa .kwanzi namama usasvika kuno kubva nhasi".

Me...zvoga here .or some more"

Him...another thing its about divorce "

Me..OK anditsvaki mbwa inenge iwe wanzwa kana afa anovingwa nemabhanditi .muroyi wenhu anouraya ropa risina mhosva .bu

22/06/2021

PASSION AND PAIN

Chapter 8

By vachihera.

Mona...dzungu iroro ndorinoita kuti tikutorerei varume.kuda kubhauka nhema pasina zvinozikanwa .mai vakatadza kunakira kurume ndokutizwa zvokusada kuonekwa nanhasi same same newe wakatadza kunakira murume ukatsvakira mainini."

Ndakasumudza ruoko nehasha ndichida kumurova ruoko rwangu ndokugamiwa.ndokushonyororwa .

Ba stellar ... I wnt to teach yu a lesson. Kkkkk ahukangamwi futi munhu anenge ini kkkk

Ndakadaidzira help but radio yanga yava pafullblast.ndakasiwa ndisinga chachemi ndokutobuda .

Ndakaudza maa haana kutora time aive asvika ndokuinda kuchipatara ndokuiswa plaster.

Ndakadzokera kumba ndava nastellar .mwana wangu anoudza mufaro chero ndakatsamwa sei.

Ndakamuudza zvose zvaitika kumba kuti asanetseka.

Takatenga food sezvo ndaisagona kubika.vana bastellar vakadzoka tichidya food yataive tatenga.

Stellar ....dady you are here.i miss you so much. M..

Haana kupedza atokatwa.

Baba stellar.. Mis ms mwisi kudiikwacho mwana weh**e .bvaa apo unodambura ma paperbag angu ndikakurova musoro bhangu.

Mwana akastika aive aritidzwa rimwe side rababa raaisa ziva.

Nechemumoyo ndakangoti " kachinyanya dzungu munhu wandamboudza"

Manheru acho andina kurara ruoko rwairwadza ndambosumudza mudenga ndodzisa musi uyu ndakavenga chinonzi murume .ndakazviudza kuti zvaramba zvaramba .ndofa ndiri single mother like my mother did.she raise me without a man ."...

Kugara pano kwakugara ndichiunganidza mari nditange zvangu .

Days passed ruoko rwangu waive rwapora manje . pamba ndaive ndisisa tiriri zvakawanda so munhu anemuvenge wako unotarisira zvakaipa pasoro pavo but it seem like they are relationship become big .

Freddy (baba stellar) dorca tiri kuinda kumusha pane room yangu inezvinhu zvako .ndoda kuri unobudisa kumusha kwangu aisi imba yomuchato inonzi abayiwe ngaabude .

Me...toinda no problem"
Ndakarongedza hembe nedzemwana wangu .ndokupinda muroad .

Munzira mose malove birds angokisana stellar ndochaitovhara kumeso but ini moyo wangu watosviba hangu.unokanganwa kuti ndeye freddy uya akuudza kuti " l love you babe"

Takasvika kumusha Mona akatambirwa big time unoshaya pokupinda .Mona wacho atonditarira zvechifinhu zviya kkkk seka hako nhamo sorugare .

Ndakabudisa hembe dzangu ndichiisa kumota nokuti ndaive ndadzi norara mukitchen .saka zvasaita kuita imomo.

Sadza rakabikwa ini nemwana wangu tikapuwa makumbo nemusoro . baba stellar ndokudyira musame plate namona.

Sadza racho rakaramba kudzi

20/06/2021

PASSION AND PAIN

Chapter 7

By vachihera.

Mai stellar

Me...kupi chaiko kwaunofunga kuti ndingainda rega ndimboshinga.

Ma.a . ...ok dear I'm here for you .i repeat again and again be strong "

Ndakazoita basa ndambosimbiswa namona .murume wangu kana kumbo nditsvakawo luck boss havana kuuyavo apa next days yaive off kweweek rose ndakafara.

Ndikainda kumba ndine mufaro ndichifara ndakange ndaswera pasina andivhirigidza .but mufaro wakaperera padoor ndanzwa mumba muchitaura mavoice two.

Ndakapinda ndichifunga kuti maybe ndirikuresva kunzwa but ndicho chaive chokwadi

Ndakatadza kusumudza tsoka ndokuzvikandira pasofa .ba stellar vakagara coach Mona pasofa vatoratidza kuti vauya was.

Mona....kasi mai stellar mapuwa basa hombo naboss kuneta zvokutadza kufamba .

Me...silent

Baba stellar......dorca ndofunga ndakambokuudza Mona vavamainini vako iwe ndiwe vahosi nokuda kwemuchato but deep down in my heart ndiye vahosi .sorry hako zvinogona kukudzimba but ndochokwadi .

Me....silent

Mona....ba stellar ko bedroom hamuda kuvaudza wani kuti ravo rava sparebedroom old wani rava redu"

Baba stellar....ari kuzvinzwa babe .but one more thing dont call baba stellar wedu tichaita mwana not that birch .

Vakatanga kuita romance yavo ndakatarisa ndokutakura kuinda kubedroom vose vava naked .ndakakweva makumbo ndoinda kwangu .hembe dzaive pasi ndakatsika nepamusoro padzo ndokuzvikandira pabed.

Ndakachema shungu kusvika dzapera ndokufonera Ma.a
Ndakamuudza zvose.

Maa....don't cry babe girl God have plans for you. one day everything will be alright.don't try something stupid zvodarikaizvi but advice is be strong and watch as if urikugara uri one .don't be stressed too much unobatwa b.p shuga .urimwana mudoko .vamwe vanhu vachifara .ukafa mwana wako unoti anochengetwa nembwa mbiri idzi here ? Komai vako vanorangarirwa nani .ko ini ndosara nani.raramira vanokuda not vasingakudi .murume wako haakudi haisi nyore kuuya neh**e muimba yemuchato wanyura murudo kumunyurura its big labour.

Me.....ok dear.

Her ... Kutodya kusimba chaiko mwari vanokuda vakakupa friend inenge ini yu are blessed because i love too much.

Me....kkkkkkk watanga anditi"

Her...zvoga chete ndozvandoda chirara dear .love yu .nwaa.

Me...yu too good night "

Ndakarara masounds evanhu vaifara ndaimanzwa saka hope dzakanonoka kubata .

Ndakamuka makuseni ndichida kugadzirira murume wangu but Mona akabva amukawo.

Mona...wamukirei nhai dorca murume wangu ndigadzirira ndoga dzungu iroro ndori

19/06/2021

PASSION And pain

Chapter 6

By Sarah Muchena

Mai stellar

Ini zvokutaura yatova big problem .ndasazvida .hino kumba kujere kubasa kujere .

Me....ok boss

Him...gud

Ndakasara ndikambochema yu know our country hazvisi easy to look for another job.richibhara at a same time.

Ndichiri kuchema kudaro baba stellar ndokufona.

Me...kwakanaka here .

Him...usandimhanyira uchiziva problem yako Mona wamuudza kuti chii.

Ndakakata foni nxa zvibasa rei nhai nxa.
Pasi time munhu kuoffice kwangu rakakaita kuzara zvaro.

Him.. Wakufarisa manje uri kukatira ani foni huh .

Me ..first of who is mona shame for y self .

Him ...kudi kwake answer my question .

Me. Plz out i don't have time its time for work

Him ...sorry mukadzi wangu handirevi izvozvi mona handidanani nhaye .i friend to me wanzwa .i love you. ndosaka ndakutsamwira .

Ndapaive neweakness yangu ndakatanga kuchema ndiri mumaoko ake .lunch takainda tose tichifara .kumba tose chero vamwene vangu vakaratidza kushamisika . ndokufuma vachioneka .

Day passed everything was in order .takafara mazuva mashoma myhusband ndokutanga .

Ndakatanga kunamata zviri strong .mwari vaisanzwa munamato yangu .kunamata kwakandaita it become wesi every day and night

Mwedzi wanga wapera ndakanzwa munhu ati.

Baba steller....mai pliz pakaipa tumira vamoms mari mukomana anoda kunyora exam

Me....no dear mari ndeyangu ndoita zvido zvangu this time handidi.

Him..waguta kunyarwa utumire vana muchembere mari or else ...

Me ...or else what freddy waguta kunyarwa manje .mari yangu handidi mayo wanzwa . yako uchidya namona .ini ndokuchengetera vabereki vako ini wangu achisafa never forget and smile nxa.

Ndakutanga kurorwa guys ndakarorwa zvikuti nyama inosakara netime doko.

Bastellaer...kwete kutsvaka kuzoti waka sakadzwa neni.ini handisakari wena.Mona ndafunga kumutora aite mukadzi wangu .iwe unondishurudza ndogara ndakatsamwa every time .mona mwana mudoko anoziva zvaanoita iwe mubedroom macho haunaki nxa.

Ndakapererwa guys mukati memarwadzo .munhu ndokutobuda ndakasara ndichema

Ndakatevera kubasa ndakavhara whole body luck boss vasavapo .ndakapinda muoffice mangu .maa ndokuuyavo.

Maa...dear uri kutsvirei netea isina shuga .ndiwe uri kupera hona dorca ndiwe uri kupera kusakara murume anofurirwa naboss .boss muroi uya .be strong mai stellar kana zvaramba chimbosuduruka mulife yake.dear.

Me...ndichiindepi nhai dear hona life yangu yakaminama up side down.imba iya ndakaitenga ndatambura ndongosiya like that"

18/06/2021

PASSION AND PAIN

Chapter 5

By Sarah Muchena

Mai Stellar

Boss....asi ava kufa kani ma computer acho chiguri chandamira pano asi unonakidzwa kuva neni kana be fast.

Me....kwete boss

Ndakapedza ndatambura. Boss havana kubuda asi vakagara hovo vachibaya foni.kusvika breaktime.ndaito feel outof place.

Andina kumbotsvaka baba stellar .Maa ndiye akauya kuoffice kwangu tikadya .break richipera baba stellar ndokufona. Vachiti

Him.....nhai dorca saka unototi wasenda mari kumusha ipapo.

Me...nhai baba stellar handi zvinhu hazvina kumira mushe .isu todawo...

Andina kuzopedza foni yanga yatokatwa.

Chero kufona back ndakatadza ini ndakaita basa rangu ndokuisa nhamo paside kuchengetedzabasa .

Time dzekuinda kumba baba stellar vanga vatoinda .ndichisvika kumba ndakagamuchirwa nava mwene vangu .ndaitoshaya kuti vasvika nguva saka mari yangu ndoyavashindisa kuuya kuzondituka.

Her.... Mwana wangu ari kutsvirei netea isina sugar huh .just tell.hunhu rudzii rwekuti unodzoka kubasa time yaunoda kutangirwa kupinda mumba nemurume .mushonga wawaka mudyisa hino akarutsa .

Hama unogona kumboseka zvako nechemumoyo.mwana kutobuda kumira padoor zvake .

Me....mama makadii vekumusha....

Ndakagamwa ndisati ndapedza kkkkk kuseka nhamo serugare.

Her.....maaaamama kudii kwacho ini kuita h**e samai vako ini kana kuti unongoshama zingamba rako uchiti chero zvawataura.

Me....bvai padoor ndipinde mumba zvangu .

Her...unopinda pai mumba musina chikafu huh .toda kudya isu .rinogokora mombe yakabva kusina sora nxa..

Me...chirimo chikafu umo .

Baba stellar...saka uri kuti mai vangu ibenzi here nhai.

Me....kuti motenga chikafu chacho here ndosaka musikazivi.

Ndakaridzwa mbama chero chandairoverwa ndakachishaya.

Ba stellar... Uzive munhu wekudaira handisi Stellar ini"

Ndakapinda mumba ndokuratidza mama chikafu vakabika vonga kwanzi. Unondidyisa

Makuseni ndakaita basa rangu ndokuinda kubasa mama vatomuka kugadzirira mwana wavo.

Ndichisvika kubasa ndakasangana naMona .

Mona....ko makaita sei dama nhai mai nhanha

Me.... Kwakanaka here makuseni ani pasina mhoro here vasikana anyway ndakarorwa nemurume wenyu"

Ndokufamba. ndichipinda muoffice mangu ndaito zarirwa nehasha chaidzo

Takaita basa rangu boss vakauya

Boss.....break yachaya kare asi hauindi kubreak kani.

Me...no boss I'm fine.

Him ....no problem meeting na 2 after lunch nhamo paside mai nhanha or else you loose your job . .

18/06/2021

PASSION AND PAIN

Chapter 4

By Sarah Muchena

Mai stellar

Baba stellar vakaita kutarisa divi zviya zvokuti hanya nani .ndakamboshinga ndachitevedzera mashoko efriend yangu ndakazvtadza INI.

Ndakatanga kumubatata but munhu wacho atoratidza kuti hanei nazvo zvake.

Baba stellar ...urikuteiko iwe dorca udoda kunyengererwa handiti manje time yandanga ndichida yadarika wanzwa ukandibata unenge unezvauri kutsvaka nxa.

Me...silent

Him....chero ukanyarara wazvinzwa vakadzi muri mombe motoda kufudzwa imi nxa.

Chero word one zvaro ndakarichaya ini musodzi after tears here hamawe.

Ndichimuka ndakagadzirira kuinda kubasa .

Baba stellar .....usakanganwa kusendera vana muchembere mari iya .vangazotsamwa handit .take care .ndoinda kubasa pane kwandinoda kuinda nako.

Me.... Mosiya mota handiti makombi arikunetsa aya.

Him....siye kupindura yemari haudi nemari yako handiti.anotonga ndini nokuti ndini baba mota yacho handi ndeyangu ndoita zvandoda nayo.

Me....nhai baba stellar asi pane zvanda kakutadzira kani zvaita kuti muite shumba kudero .plz my husband just tell me .ndaneta kurama life iyi .i need my old husband back .why now ."

Him....izvozvo zvekutaura zvisina basa ndo big problem yako .kuda kutonga too much .nharo .kusaterera .tumira vanamoms mari tiwirira chete.

Me.....ok shumba ndapadzwa i will do it .

Munhu ndokutobuda chero food yandaigadzira ndakaisiya pane panodyika pamwe its a big no chaiyo

Mai vangu vakamitiswa ini baba vangu handiva zivi ndigosiya imba yangu vanhu vanototi akatodza maizve .i can't live my husband like this .i won't to fight for my marriage but how

What about my mother ndorenga kuvatomira mari what about my baby orarama how saka baba vake havanabasa naye .but imba yangu ndoida .ndikavatumira vose kofood toiwanepi komagetsi .mvura .

Ndaifunga ndoga ndichiinda kukombi .ndakarovera moyo padombo ndokuita maita transfer emari kunana vamwene kumusha

Havana kumbodzosa message kuti mari vaivona zvavo .hanya nani.ndichisvika baba stellar vachisvika na mona ndakaita sendisina kuvaona ndokuinda kuoffice .

Boss vangu vatove muedzo chaiyo ndakasvika vakamira padoor chaipo .makuseni iwawo vachibaya foni yavo.

Me....morning boss

Boss...handina time ndouya nemapaper aya ndoda unditarisere ma e-mail address avo ..

Me...ok boss .

Takatanga kutarisa ma email acho munhu akamira kuback chero mweye wekufema unombotadza chero zvigumwe zvinokonewa kubaya computer acho unombotadza.

Boss .....asi avakufa kani

17/06/2021

play

17/06/2021

P

17/06/2021

PASSION AND PAIN

BY Sarah Muchena

CHAPTER 3

MAI STELLAR

Maa akatanga kukwenye musoro zvinenge zvaitorema kitaura

Ma.a....dorca your husband is cheating on with our workmate .

Ndakaramba ndakanyarara mashoko aya ndakatadza kumagamuchira zvakanaka .kuzvitsunya ndichifunga kuti maybe ndirikurota but this dream come true.

Maa...musikana wacho i term reback ndi Monalisa.but chingoita seusinga zivi chinhu zvako formore information remain quiet plz.

Ndakachema guys maa akatarisa kusvika ndapedza shungu .

Me ..i knew it oh my God why me since when why why hiiii hiiii mhai mhai kani.

Maa....mai stellar tiri pabasa nhaveduwe i hate your relations though your marriage .that why your man have silly mistake mistake after what kind of women are you . you love him so much but he take advantage about that in advance sorry for seif be strong and fight for marriage kwete kuridza mhere .votofarazve kuti tatora .Mona anokuziva but ask your self why achinga kutorera murume pasame company. Kuratidza kuzvitemba chimbotarisa shaa kwete kumunyengerera uchipuwa zvirwere at this age . mwana wakamupa wani.wakamuda asina chinhu but ndakambokudza .

Me...ok my sister i will try my best to be strong but know is not easy at all .but zvakatanga rini nhayi.

Maa..handizivi angu but zvava nenguva chimbotarisa kwete kuitwa dununu .kuchemedzwa .kwanzi urichembere Mona ane 22years .

Takataura more more kuzvika ndonzwa zviri nani .chero basa handina kuzoita .musoro wanga worwadza kutema chaiko .

Boss vakasvika time vanhu vato chaisa zvavo.ndakatukwa .kusvika pakuudzwa kuti mukadzi asina kurongeka anorega murume achiinda iye akatarisa . ndakanonoka kuchaisa zvokuti ndakawana hub atoinda .

Ndakakwira kombi neshungu chaidzo .to my surprise ndakasvika baba stellar kusina .chero kubika ndakatadza .

Hope dzakandibata ndakamutswa na hub kuma 11.

Him.swty ko hauni kubika wani ndonzwa nzara shaa.

Ndakapererwa guys kushaya zano chairo .muswere munhu asina kundiona.

Me...andinzwi mushe ndoda kuzororo .ko manga muripi nhai"
him..kubasaka sei uchivhunza silly questions unombowa iwe .mari yapinda asi this time yangu pane zvandinoda kushandisa yako wotumira vana moms ( vamwene) vako wombosiya zvakaoma wena .pane zvandoda kugadzirisa .

Me...ok its fine "

Him ...gud ndosaka ndichikuda mukadzi wangu .

Ndokupinda munjira ndokuvata ndo kutanga kundibata bata.

Me ...plz stop it.I'm not ok my headache "

Him...saka headache ndoinoiswa hre iwe unotoda mainini unonetsa shaa.nxa

16/06/2021

Passion and pain

Chapter 2

By Sarah Muchena

Mai stellar

Hope dzakanonoka kubata ndichichema life is not hamawe.
Vamwe vachirova ngonono.hope hameno dzakandibata nguvayi ndakamuka zuva rotoonekwa mumba baba stellar pasisina .

Kutadza kundimutsa wohere murume wangu achinja veduwe " ndataura ndonga ndichigadzira kuti ndiinde kubasa.

Pasina time all was done ndokupinda munzira kumakombi sezvo taive nemota iyo yanga yatungamira.

Ndakasvika kubasa kuma to ten ndokunanga kuoffice yangu.ndokuita basa .ndaipota ndichitarisa foni kuti baba stellar vangandicheukawo kwa ingova kufunga kwenyama.

Break time andina kubuda basa raive rakandiwandira boss vangona kusvika any time .
Lunch time ndakainda kuoffice yahubae ndokuwana ava machira chete.ndakapererwa .ndokufonera yatoramba zvayo

Ndakafonera Maa .kutiauye kuoffice kwangu pasina time angaatosvika.

Mai stellar usachema mhani munhu kadzi ndewe kushinga mhani comon dorca" said Maa

Nokuti kupinda kwake padoor kwakaudza kuti ndifunge zvirikuitika mulife .Maa ndomunhu one wanditemba nhaye mulife mangu

Me......Maa zvakatanga rini zvose izvi seiko murume wangu apanduka kutoita chimbwa mupengo nenguva doko doko .(ndakamuudza zvose zvanga zvaitika kumba)

Maa.....my dear friend kungoti vanhu vanodanana vanonetsa kuudza kuti murume wako adaiyi mangwana unofuma mowirirana moreva uya kusaziva kuti ndiye nyakuku batsira zvonetsa dear "

Ataura zvake akatarisa divi.

Me....Maaa asi pane zvaunoziva kani ndiudzewo ini chaiye kurasha never just tell me dear

Address

Harare

Telephone

+263774499685

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sarah bope posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share