Kervy Bales

Kervy Bales �WE RISE BY LIFTING OTHERS� *BALES ON SELL* *UK QUALITY BALES* �business opportunity is here,

$350 men new jeans for 100
10/03/2026

$350 men new jeans for 100

*_🩱🧥Bhero, Direct fron Mozambique (Runner)‼️_*https://chat.whatsapp.com/FYZBrfZpLraHXDIqA5Iwj8  mawanirwa nyasha     '''...
11/07/2022

*_🩱🧥Bhero, Direct fron Mozambique (Runner)‼️_*

https://chat.whatsapp.com/FYZBrfZpLraHXDIqA5Iwj8

mawanirwa nyasha '''

More than 500 people varikufara nekutenda Engineer nechirongwa chekutengera vanhu mabhero straight from Mozambique NEMUTENGO wewholesale from as little as $40.Vanhu vazhinji vasimuka nekuti profit yakuitika zviri pachena.Pinda mugroup unzwe matestimonies kubva kune vamwe.Vanoda kutanga business iri munopiwa matips pachena.Madzimai ndiwo mukana wekusimuka kwete kuswera takagara'''

*_NB: PLEASE NOTE THAT ISU HATISI MASHOP OWNERS EMABHERO,WE ARE RUNNERS CHEDU KUKUTENGERAI BHERO RENYU ROUYA NATRANSPORTER KWAMURI_*

!
# !
# # RISE BY LIFTING OTHERS!

More infor batai Mike or Wasu maAdmin

WhatsApp Group Invite

https://chat.whatsapp.com/JpXtWkcEGHH7b95MWo2SD2Makadii makadii hama adikanwi.Im a mozambique to zimbabwe transpoter wem...
30/04/2022

https://chat.whatsapp.com/JpXtWkcEGHH7b95MWo2SD2

Makadii makadii hama adikanwi.
Im a mozambique to zimbabwe transpoter wemabhero.
Ndauya nenyaya yakanaka yemubato wemaoko.

Tengai mabhero straight from mozambique hamadzangu its way far cheaper panekuti mutenge ekumbare aneDouble price.
Ndoona maprice list bhero remasox rakanzi $300 or $280 iro mozambique richiita $15 to $170 depending neshop winter jackets moza anoita $130 mumwe mashops $140 Harare woriwana ne$260 profit nemari yawatengesa bhero zvodzoka watambura.

Of cause its business but prices evakomana veharare akanyanya.
Vazhinji vakuona sekuty mabhero haana profit nenyaya yekudhurirwa.

Vari intrested nekushanda neni makasununguka kupinda muGroup rangu nelink.

Feel free kubvunza zvamunoda ndokubetserai maprices lists akawanda emashop akasiyana. I just recommend munhu azvitorere bhero #1 vaya vanoda ema $90 imomirai andidi munhu anozochema neni mangwana.

WhatsApp Group Invite

26/12/2021
07/07/2021
Follow this link to join my WhatsApp group:
20/12/2020

Follow this link to join my WhatsApp group:

WhatsApp Group Invite

Address

Kwekwe

Telephone

+263712196528

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kervy Bales posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share